正在加载视频...
视频加载失败
Tongaiwo nyaya iyi!!!
11 条评论

Ndokuti baba manje uku. Just imagine murume akachengeta mwana wemumwe murume, nhasi kwave nekufara, mukadzi nemwanasikana makuita sideline baba vakamira mira pakuchengeta🤷♂️🤷♂️🤷♂️. This man is 100% right. Amai avo vari kuda kunodyiwa bota chete naEx wavo, nothing else.

Amai ngavaende havo kumuchato pressure zero... Ngavabva vagarira ikoko🤝🏾😇 This man is a gentleman 🤗

This man is right, the child is cruel, now you want a fake perfect family for your own reputation. Step father nekuti wava muchato, pakuchengetwa vaiva baba

So mkadzi uyo ari willing kunogara ku high table nemurume asisiri wake, asina kuchengeta mwana, acting like couples away from the eyes of her now husband, haa Mai vanoda rumamiso ava

Baba vatonga kudhara,kana wakaenda wega wobva wagara ikoko😜🤞🏽

Stepfather is right bcz ndye akachengeta now zvanaka vakumurasa aaah noo. Zvinopa varume vazhinji kti varege kuchengeta vana vevakadzi izvi

- The Kingdom

Lol this is easy. He took responsibility of taking care of the child he should be invited to the wedding though he may not stand as the father, he has to be there

@Shadaya_Knight .... to those who ddn listen what you say this is the end result ma1 ... sad

Sando kuna stepfather

We are still in February 2025 and this father has already won the "Father of the Year" award. Exactly, he took care of the girl and so he should be part of the wedding. Why is she blocking him from attending the wedding? The lady is wrong in this case
