Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Unoitonga sei nyaya iyi
75,494 görüntüleme • 2 yıl önce •via X (Twitter)
10 Yorum

Uyu mambo anoda kumamisa he doesn’t even respect people,

mfana ngaatore mwana uyo otherwise there are better charges which can be preferred against him and t wil cost him his youthful life.ndirini baba vacho ndaingoti mu roora hiya kumba.

Ko baba vemupfanha uyo vari kunzi newewo ita mushe vadii? Ndirini baba vemufana uyo chief ndaimumamisa vaitozopedzisira votonga ini

kudai chief akabvunza musikana kt mukomana wake akachecheudzwa here kana kt haana 😂😂😂😂

These mambo is very rude, has no respect.

Ko chi chief chisina respect kuvanhu ndechepi .Kuti iwe kuna baba vakuru nxaaaaah our culture is now twisted.Where is the respect we used to know vana (imi ,matii,munofunga ,etc)

I don't understand when people blame parents for our mistakes. Guys pane mubereki anombotuma mwana wake kunoita blonde here or it's just that misikanzwa inoitwa nemwana wese. Iye wake mwana pamwe atiri verified pa onlyfans .

Yakapera kare iyi mkomana anyura uyo mwana ane makore ari pasi peakatarwa nemutemo kuti aitwe mudzimai kana kudanana kana kurarwa naye zvaendwa apo

@PoliceZimbabwe @nickmangwana @ParliamentZim This is a criminal case do our traditional courts have jurisdiction over sexual abuse cases? The language of the Chief is not child friendly we need a better child friendly framework this is wrong he is perpetuating the abuse.

Aisvira mfana uyo but ane atongoudzwa kumba kunzi unoramba. Zvakaoma. 15 years
