Vanhu vane nzara unze uku 🤣🤣🤣🤣
@h_risinamhodzi5.9K followers
36,344 views
12 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@nicrwamz
Iye munhu akaudza vakadzi kuti kutambisa magaro newaist ndiko kutamba akatiparira
1 like

@DenhereNdapota
Zvonakidxa asiri mwana wekumba kwenyu hazvo 🤣🤣🤣
1 like

@nnfjtiki
Kempton park South Africa 🇿🇦 Pakauya uyu Harare Baba mahure aya
1 like

@biden_biden
Tinongonzwa ndatii

@cherrymoyo2
Kuita kukunyungudza

@Ryanashe01
Nzara irikukonzerwa naED

@GeneralLeeSpata
Uyu paakambosiya jiti panga paPhaizika uyu

@JaphetChakanet1
Gender iyi yakatukwa

@GChivandaidze
It's the manifestation of evil spirit not nzara,,,nzara cannot give you anyone that energy to do such without the inspiration from a spirit...Most women are possessed with harlot spirits, but we still love them though

@GodyMutami
Inzara ye bonde iyi

@i_amJus_tin
Maiweee zvatichaona hama dzedu

@EferemoWinnet
🙌
