Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Yeah Munya arwadzisa.
69,001 просмотров • 1 месяц назад •via X (Twitter)
Комментарии: 36

Nematamudziko... But ko uku kwema pondo ndekupi?

It's the thank you at the end for me😂😂😂😂😂

Haisi nhumbu yaMunya here ina sisi ava?

Munya atorinani kupfuura uyo Urban Groover Roki 🤣

Aibhadhara hake pondo yake😹😹😹

Munya aibhadhara pondo yake unlike Roki😅

I hope haisi nhumbu yaMunya yaainayo🥲

Ndiyo😪😪

Nematambudziko.. Ko location yacho ndeipiko kunoita mapondo uku😎

🤣🤣🤣🤣

Don't worry tinaye umwe Munya huyai mutore @iamMunyah11

@iamMunyah11 😀😀🤣🤣

haaa pakabhaizika

@mzukuruwa mabasa avo vana Munya kupedza masports

Sheedza ana Munya vese vaungane pano for interviews 😂😂😂

Munya was better than Josphat

Poshto raMunya nderipi tiuye kuzobata maoko

Saka kuti munhu awane 100 dollars,anenge ararwa kangani🙌

Ndihwireivo Pachikomana @VMusinachirevo 😜😜😜😜

handisi kunzwisisa, kwanzi Pondo? As in one, two?

😂😂😂 Munya Shumba here

This country 🙌😂

Ko Sun hat yakanyorwa kunzi chii in Shona

RIP Munya

😂😂😂😂

Chibaba chaisabuda off budget pazvinhu zvacho😂😂

Mamaona kaaa maconsequences ekukecha kecha. Munopfurwa baba.

@Chamunor1Arnold Munya aipiwa kiss nehure

$2???? 😆😆😆😆😆

🤣 🤣 Hasiriye hrrr munya wekuvhuna nyama

😂😂😂😂

Munya 😆

And then we go on to blame El Nino for drought.....zvakaoma

😂😂😂😂😂aaah

Kwete kut baby mama here

Umwe muya akhola rapa

