Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Zviriko here izvi ????
46,011 Aufrufe • vor 3 Monaten •via X (Twitter)
42 Kommentare

Sei zvunhu zvakadai zvichingoitika kuvarombo ?

That's my question too 😂

😂😂😂😂😂😂we deserve chero CAB5 ne CAB6

Team racho , rakazviwona kudhara kuti hatina brain 😂

Nhema idzo sei adhonza hembe kuti asafuguke

Haa mapostori ngaambo miswa

Venguvo tsvuku ma1

Mapostori akutamba nepfungwa dzedu manje

Vakupusisa vanhu sterek

@PoliceZimbabwe amwe ma profita batai muvharire vakupatisa vanhu

Ma bhidhiri ayo. Dhimoni harizive zveku gadzirisa skirt. Iro rikutobata skirt kuti isafuguka

Hakuna munhu anovhara makumbo kana agarwa. Kutenga munhu uku fokofu imi

😂😂

Mukadzi wapotifa 😹😹

Mapostori pandemic after covid chaiyo

The moment I saw her adjusting that zambia or skirt several times so that her thighs are not exposed whilst she was on top of that mortar. I knew that she was definitely acting, a possessed person doesn't care about their dignity

Why is the prophet commanding actions to be done? Something is fishy. Urombwa hwekuzvitsvakira mbiri huriko. I never trust suck. Its fake and tarnishing. Ngaausugwe prophet uyo

Rubbish. How come she knows to pull her skirt down when it's about to go up. All acting this.

@moneyheistzw 😂😂😂😂 kanyika kano kanoda kumbovhariswa vanhu vese voenda ku rehab. Mwari vanomboonerera zvavo

African AI

Kkkkkkk

Dzidzai Mweya

Ndekupi. Pane wando da kuendesa Anetsa muraini

😂😂

Muporofita ndiye arikumuita mubobobo 😞

Hakuna demon rinogona kugadzra kunzwa ndakupindwa nemhepo

Kuma rabuu

Ko kana munhu achida deliverance, just deliver him or her izvi zvekuita drama nevanhu hazviko.

What tha fuck is this? These are just sex actors no church here just demons...

Hakuna munhu akadzidza ku Peterhouse anoitiswa zvakadai

Iyi ndiyo content manje 🔥🔥💥good skit . Go and see Madzibaba Kupamota

Kujairira vanhu uku

But aka trainer chinamwari

😂😂

Acting

Ndivo vekwana @wickinthelamp kaavo🙌

Paid actor 😂😂

I don't trust that guy arikudaidzira iyo😂😂😂

@MurapaG If zvinhu zvakadai zvichiitika we need cab10 manje tongojamba mamwe ese

Amana ka 😂😂😂😂

Hapana cha Mwari apa Aya ndomabhidhiri

Iro demon here rinoziva kuti hembe inodzikiswa asi mapositori kaaaa
