Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Handimude Mwari wenyu varume
11,271 görüntüleme • 28 gün önce •via X (Twitter)
31 Yorum

This is the real situation that’s on the ground but problem vamwe Munouya pana apa moda kuvharidzira nhamo iri munyika menyu , vanhu vachitambura so. This is very sad.

Gore ramuchaziva kuti being broke doesn't mean kuti blambi haichafanirwa kumira ndipo pamuchaziva kuti mwari apinda papi,😊

I don’t need to go far when l have this sign of being broke

😅😅😅😅😅😅now I don't need to strike back cz ndatozviona kuti uri wekubakers inn,,

Still l won’t go for chidhuura chakaita sewe kunge pirana kudai maziziso

😅😅😅😅😅😅uri murume rudzii anoona kushata kwemumwe murume,,still proving me ryt,,kkkkk

Hatina musha panyika ,vanodaro havo vachigara Kuma fura mhepo

Even me I don't want that god

Normalizing nonsense. Why would God give millions to a millionaire and leave those children vachikwangwaya like that…??

Ndiyeye Mwari akuvabetsera nguva yavo yakwana kana usina Mari unozvarireyi vana vakawanda kwanai imi vanhu munozvara vana hobho vamungagone kuchengeta mopedza mo blamer Mwari DAI vaine mwana one muakdzi aishanda Mumba mwana Kwa gogo murume garden boy.

Chimwari cha Makandiwa ndeche nhema, these guys are doing irreparable damage to the christian way of life.

Mwari uyu ndinomuda...ndiye anosimudzira ndiye anodzikisira ndiye anopa nekutora Razaro akasvika pakufa achinhongerera mafufu anenge adonha patafura yevai fadaya asi akazenge avakukumbirwa mvura paya nevafadai vakufa nenyota ukaziva kuti pasi pano hapana dhiri ndopauchatya Mwari

4 kids🙆🏽♀️

Two extreme conditions juxtaposed

Sometimes we also need to be responsible for our actions ..why giving birth so much uchiona this is your situation?

Ska mwari vadii manje

Varombo muchagara muinawo, Tenzi Jesu wakadaro.

Irresponsible people, why making so much children

Put like this haaa aya ndiwo ma1. But maybe ana papa have other donation programs they run. Let us get info from their children here on the tl

Kubereka kunge mbeva iwe usina chinhu kudaro here

This is classified as emotional impediment. The impided individual rejects God on account of the actions of freewill individuals. God is rejected despite having warned about the coming of such charlatans whom the impeded individual unfairly concludes they are God sent.

Jnr Brown "vatenga ndege dzimwe 10, asi kune ma youths asina ma book nema pen ". Song: Tongogara

My guy they dont read this bible ... these guys are profiteers

What does it entail to be a prophet an prophetess ????

Mwari wedu NdiMwar anezuva raanoita zvisvinu pauri ndiye Jehovah aita zvidero chazvo Hungazvinzwisi nokut Mwari wedu haasi asakarurama

Ndekupi uku ?

I guess that’s what the bible means when it says, ‘you saw me hungry and gave me nothing to eat…. to the extent that you did not do it to one of the least of these you did not do it to me’.

Misery loves company.

Vanonyebera Mwari ava, vachimutikisa asina mhosva.

Thank you

And you don’t see God intervening in that video them getting accommodation
