Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Icho Ndichoo!
138,608 просмотров • 1 год назад •via X (Twitter)
Комментарии: 31

Trying to be strong "during the people" but when you get home behind closed doors u will be depressed, deep down uchiziva hako kuti wakabhaiza 🤣🤣 Meanwhile Ndombolo (10) - Piano (0)

But sometimes mazimba takapusa shuwa munhu kubva kuzambia osvikoita sabhuku takatarisa ere amana

Unotoona wega kuti idzi plan hadzisisina.😂🙌

Bhuru You are too old though for these mercenary jobs. Munevanha mhani mkoma. You dont want to be a Jonathan Moyo

Ndabva ndafunga hangu Jonso achiti ini ndakati zete kuvata. Regerai vakomana.

Abuse of power is bad. If all our institutions were or had principles, we would not be having such stupidity and foolishness. ED was is the worst person to ever be a president of Zimbabwe.

You have escaped a lot of times,but this time uchadhota

Even the style of dancing and dressing looks very much of a Hutu-Tutsi chap from DRC.

Temba Mliswa pako chaipo ndepapi? Wakambo uya futi uchida kubvisa Moses Chunga wen he was coaching Dynamos kuti upinde, you are just all over the place why? Ku mapurazi uriko, ku ZANU pf uriko, kuba ma companies uriko, ku vakadzi uriko, ku opposition uriko, I give up

Huyai ku dare sabhuku. Ndabirwa mbudzi 😎😎

Strategist makaronga dondo. Makatengesa bag rema strategies ese. Mamama ne stress you are now keeping up appearances

Wapera wachembera apa ndopawazvimamira manje 😂😂😂

Chowing the money Mnangagwa gave you to smear Chiwenga. It's good to be a tool.

Temba ano supporter arikurira ipapo. During Gamatox days he was with Mai Mujuru na Mutasa. When they thought ndivo varikupinda🤣 After coup, hanzi ED is my sekuru🤣🤣 Chiwenga very soon will be muzukuru wako

Exilled Thief & defender of the corrupt brigade

I'd rather die poor, than bootlick another human for survival. Zimbabwe is a big country full of bootlicking cowards.

Tamba woga.. people are avoiding you like a plague ka mu club umo.. They know you talk too much Mudhara..

Icho ndichoo chalazvipisira musha! Ndichoo chikatiza. Chibhuru chezizi

Bra Temba, I think you are more toxic to the political setup in Zim. Your charlatan behaviour makes you a fraud and phony character in our politics. The universe will judge you harshly. Imboitai😭

Icho chimuZambian, but unenharo. Kubva kitwe straight to Sabhuku

Chinobhururuka chese chinomhara chete, Sabhuku. Mugabe akambotinhirawo.

Sapatina sapatina. You have been weighted and found wanting. Temba temba temba. How many times did I call you?

Mutengesi wodakutengesa futi nyika nevarungu handei tione ngwena iri kufamba nemavhiri 2 ekumashure takabvisa

Manje manje unenge wakudaro uri Chikurubhi

Wakupengeswa ne demonic life

Regerai vakomana

why did you quickly run in and out of the country like you were having a quickie if you are what you say you are? Where are the balls you claim to have? @TembaMliswa continue with exposing the corruption of General Chiwenga 🤣🤣🤣🤣🤣. Dzakurema njuga, waitangirei musindo 🤣🤣🤣🤣🤣. @TembaMliswa @ali_naka @LynneStactia

Sabhuku ne audio yenyu yakatsemuka zuro chenjerai kudyiwa negarwe, apa Mukudya henyu Mugove wenyu wekutsoropodza General . Aya madhiri akadhakwa Sabhuku marasika imi

Chichidya enjoying mari yema pensioners yakabva kuzvigananda....

Famba nababa vapenyu Temba. Kwete baba vakafa Uri dako mumhu iwe

Dzoka kumba iwe apana zvavanombokuita ava...hanty wakachengetwa nemudzimu iwe.
