Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Ndeipi manje iyi🤣
21,949 Aufrufe • vor 13 Tagen •via X (Twitter)
47 Kommentare

Ko T Freddy akuita sei futi apa

Sorry X we missed one of the inmates at our mental asylum and we didn't make an announcement because we had not imagined he will find his way to a studio and coerce a man with a camera. We have leads and will make sure he gets readmitted b4 more damage is done

Kkkkkk batai munhu

This is one of those songs that did not need a video

He's giving some gay vibes

🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaa ini mu Zimbabwe chandisingade kushaya data

Zvirinani kushaya Aura pane data

tha fvck😂😂

Zvirikumbofamba seiko veduwe

Ahhhh hameno kuti chiii

Parwarwa apa

Kwete zvekunyepa

Remember: there is a kid out there calling this nigga father

This nigga trying so hard to avoid kuenda kumunda. We need to work hard and re-open industry.

How can I unsee

Problem yakatangira pa4 4 malines

Akuziva here kuti aipa maAuqua akafa

Are you sure we ar ok as a country?

😂😂

Rubbish...

Vanenge vari baba vako

Uku ndokunonzi kutanda botso.

What tha f is going on here kkkkkkkk

Drugs

Mental case

Rinoda kurohwa

Ummmmm 👩🦯 👩🦯 👩🦯 😭😭😭😭

Hazvina kumira mushe

I am getting worried about you by the day. Where do you find such videos

I am a well respected man kubasa neku church saka ndivo vanondisendera

Vanhu ava vatiwo nehama ??

Aaaaah

Asi vanhu vari kufema mweya une mbanje here out there

Kkkkk

Yeah tave kufanha kuripa manje😂😂

Kutanda botso tanzwa here

Even Chivhayo would have non of this. He should be charged for foul language and indecency.

Zviriko here

Aaah

Kwakutoisa volume apa tezvara varipa side ayah

I think age iyo haichada izvi

Haaa pakaipa

Rubbish

Mbanje mirai dzitange dzawoma musaputa dziri nyoro vakomana

Haurevi nhema

Foni yangu yakafa volume......hamuna makarwe here mudziva umu? 🤣🤣🤣

Stupi pagan man
