Loading video...
Video Failed to Load
Never skip a low quality video 💀
60,262 views • 3 days ago •via X (Twitter)
33 Comments

Hanzi munhu akafa asina magaro kudenga haaende 😂😂😂

Unc said I'll keep it brief then remixed Tupac's hit them up

Ko video ririkuita richisvedzedzwa padhuze nemuromo futi 😅

"Mazuva aripo, iye aripi?

Tell them Sekuru ndipeiwo Ecocash ya Sekuru 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔨🔨

DVD ma1 . Hanzi tsvagai magaro haapinde denga uyo

🤣🤣🤣🤣tsvagai magaro

Udzai veZion hanzi kana usina magaro hauende kudenga.

Pazita raMwari popotai henyu baba takadenherwa ngozi isingaripike asi dai Mwari vapedzera vakaombera nekupururudzira ABORMINATION iyi...shuwa vakuru vechurch yenyu vakasiya mwanamudiki achiita kushaira Mwari matyira vakanyarara? kana...kumutsiura chokwadi?

Tsvagai magaro akomana kkkk

Hanzi "mazuva aripo, iye aripi" that brutal man

Double tragedy baba magaro haasi kuonekwa

😂😂😂😂 kamudhara aka sooo

🤣🤣🤣🤣

Hanzi haupinde denga usina garo😂😂😂😂

Ngavafe vese even today.Zimbos we suffering out here .

Hanzi mazuva aripo iye arikupi😂😂😂

Tswagai Magaro😁!.

Mwari haade vanhu vanofarisa 😩

Ko ana madzibaba vanopopota kudai

Diabolical

This is somehow kinda funy

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Iyi itori shaudhing chaiyo🤣🤣🤣

Hanzi tsvagai magaro😂

😂😂😂😂 haadi munhu anofarisa

@1098Effort

😂😂😂kadhara kanoshaudha aka

Kkkk isurrender. Haazi chehera here mudhara uyu

kkkkk dvd ma1

😁😄😄 aaah machete haa pashata

Ko zvatichamedzwa

@217leeM 🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌🙌🙌🙌
